Muchidzidzo masvomhu shoko rokuti chaunga (multiple in English) rinoreva zhinji kana kuti zvakawanda.
- Shoko reEnglish rokuti multiple rinobatanidza maviri anoti multi- rinoreva many or much uye -ply rinoreva fold. Saka Multiple rinoreva many fold.
- KuChishana shoko rokuti chaunga rinotaura kubatananidzwa kwezvinhu zvichibva zvawanda zvikurusei zvinhu .
Chaunga chevanhu - a multitude
Chivunga (accumulation).
Pamusoro pataurwa kuti izwi rokuti chaunga rakafanana nerekuti multiple kuEnglish.
- VaGungu vanoti mibalire (multiple) vachireva chaunga.
- Saka pano tave kugona kutaura kuti 30 chaunga cha 3 na 10.