Thông báo
DefZone.Net
DefZone.Net
Feed
Cửa hàng
Location
Video
0
Mazwi eChitsama
Izwi rokuti tsama (Bundle) rinoreva tsumbu zvikurusei yemuriwo kana yemari yebepa.
Chimwanda
,
chimwata
kana chitsa (Small bundle of grass).
Svinga (bundle of wood)
Chiswa
,
chisote
,
chimwanda
kana
musumbu
(bundle or sheaf of grass etc.)
Tsumbu (bundle of fruit)
Mazakwatira
(bundle of money) zvinoreva tsumbu kazhinji ari mazakwatira emari.
Mitauro yeBantu
[
chinjirudza
|
chinjirudza mabviro
]
VaDigo
vanoti
tsamuka
(to disperse) vachireva kukamukana. Mamwe mazwi:
tsamula
to disperse things).
VaDigo vanoti
tsamukana
(to disperse (group of people or objects).