Muhute

Muhute, mukute kana muisu (n. Syzygium cordatum. Waterberry) muti unodyiwa muchero unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica. Muhute unowanikwa munzvimbo dzine mvura yakawanda zvikurusei mumapani kana pedyo nehova.

  • Yaruma sei nzara hurudza kurarira hute? How biting the hunger must be that (even) an expert farmer eats wild plums in the evening.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • IsiNdebele vanoti Umdoni, Umjoni kana Imiswi (n. Syzygium cordatum. Waterberry) kureva muti wemuhute.
  • VaTonga vanoti munonyamansi (n. Syzygium cordatum. Waterberry) kureva muti wemuhute.
  • Lozi vanoti mutoya (n. Syzygium cordatum. Waterberry) kureva muti wemuhute.

https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=142310