Tsvanzva kana nhengeni (Ximenia caffra) muchero unovavira unowanikwa muAfrika munyika dzinoti: Angola]], Tanzania, Botswana, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe, neSouth Africa.
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.